Title

body
 
xxx of yyy characters
Zim's fynest

Watch this Topic   watch
Messages 

1-10 of 24 1 Next > >|

Close Topic

Reason

Message



 
Topic: The official return
Ndezvenu vanhu izvo kuzvi gashira kana kuzvimamira tapinda tapinda, hokoyo nemashoko.
Posted by Mboko 
Jun 14, 2008
9:36 AM
ndakadhakwa hangu....
Posted by Mboko 
Jun 14, 2008
9:53 AM
magariro mudhara
Posted by tessa 
Jun 14, 2008
10:36 PM
ndeipi nemi amai mupfana, ko hindava kusacheka mudhara soo?
Posted by Mboko 
Jun 15, 2008
9:34 AM
Rastah Madzoka muchitaura mega zvenyu

zvanzi makange madya che rank chekudzokera ku Rio ?

Ndi Cass akadaro hameno!!!!!
Jun 16, 2008
12:02 AM
Dokotera Lazy, chii chiri kunakira chimwe?
Jun 16, 2008
3:49 AM
Elvado zvirisei sei wangu wechidhaka
arisei ma levels he he he he
Jun 16, 2008
5:38 AM
Kuno zvose zviri kenge mdhara..ndicha uploader ma video. Pa zim site iya inonzi www.zwtube.com dhedhi muchaspakwa
Jun 16, 2008
5:50 AM
Ndiripo rastah, doctor lazy. ndakanga ndabatwa kumalawi, ndichida kubuda nedhobhu, mazino chaivo....
Posted by Mboko 
Jun 16, 2008
7:08 AM
Makabatwa ne ma cobs mangani edhobu Rastah*
Jun 16, 2008
11:35 PM
1-10 of 24 1 Next > >|


Select Language