|
Hei mbanje dzakuita weak mazuva ano, ndiri kurova three maplambi everyday... Doctor hamuna hi grade here
|
Jun 16, 2008
7:41 AM
|
|
Tessa ane grade inodhuura
|
Jun 16, 2008
8:55 AM
|
|
mbanje dzinoita weak nguva yekutonhora nekuti mafamers anotya kutonhorwa....... Asi zi grade randinaro rinokukorobhai rasta* rine power zi heavy ndiro ratairova nemaface angu Elvadoh na Chengeldoh panga usipo
|
Jun 16, 2008
11:32 PM
|
|
rangu grade mboko akaritadza taura hako elvis...harina zvechando its summer full time!!
|
Jun 17, 2008
6:33 AM
|
|
Tessa mazizino
|
Jun 17, 2008
7:26 AM
|
|
ko tessa dai pasina ini dai bonza risipo, uri kurotomoka chidodo chakakuvhara ichocho chiri kuita kuti uite dzungu, kanyini kanoda kugezwa kana kakukushosha mubhurugwa
|
Jun 17, 2008
10:16 AM
|
|
Tessa ane choya ye waya yema soft
|
Jun 17, 2008
10:24 AM
|
|
mboko ndewe masese.............
=== Original Message === Hei mbanje dzakuita weak mazuva ano, ndiri kurova three maplambi everyday... Doctor hamuna hi grade here
=== Original Message === Hei mbanje dzakuita weak mazuva ano, ndiri kurova three maplambi everyday... Doctor hamuna hi grade here
|
Jun 17, 2008
12:39 PM

Mbanje munodziziva mushe here imi ?? Chenge usafe wadziputa shamwari unozvimamira nedze kumasimbi ku Fiyo kikikiki bvunza mboko
|
Jun 17, 2008
11:52 PM
|